[male vocals] Mwari
makanaka
tenzhi
vamwe
vacho
vachdada
mwari .
Mwari
ndinotenda
nesimba
ramakandipa
kuti
ndirambe
ndichidebenza .
nhasi
chikoro
chiya
chakura
mwari
kunevamwe
vanototi
ndine
ndakatanga
chikoro
ichi
shame
shame
kwavari
mwari
wangu
ndinofunga
gore
Riya
vanhu
takagara
pasi
kuti
tiva
nechikoro
munaraunda
hedu .
Ndakatanga
ndichidzidzisa
pa
kankunka
primary
school
vamwe
vachiseka
vachiramba
kubbaddera
Mari ,
kachikora
Kari
kadiki
ndichidzidzisira
mumba
yatakapihwa
Nava
head
woman
sapola .
Ndakatambura
kuti
chikoro
chitange
mwari
wangu
asi
zvinofadza
ndichiona
chikoro
pachava
nhasi
chavanevanhu
vamwe
vasina
nezvanoziba
panyaya
yechikoro