Frobits
🎵 A song made on Frobits

Nyasha DzaMwari (Remix)

mwanamonze zvoma (TMZ) · 🇿🇲 Zambia
0:000:00
Download Remix
Make your own song
Continues securely on the web
Lyrics

[male vocals] Mwari

makanaka

tenzhi

vamwe

vacho

vachdada

mwari .

Mwari

ndinotenda

nesimba

ramakandipa

kuti

ndirambe

ndichidebenza .

nhasi

chikoro

chiya

chakura

mwari

kunevamwe

vanototi

ndine

ndakatanga

chikoro

ichi

shame

shame

kwavari

mwari

wangu

ndinofunga

gore

Riya

vanhu

takagara

pasi

kuti

tiva

nechikoro

munaraunda

hedu .

Ndakatanga

ndichidzidzisa

pa

kankunka

primary

school

vamwe

vachiseka

vachiramba

kubbaddera

Mari ,

kachikora

Kari

kadiki

ndichidzidzisira

mumba

yatakapihwa

Nava

head

woman

sapola .

Ndakatambura

kuti

chikoro

chitange

mwari

wangu

asi

zvinofadza

ndichiona

chikoro

pachava

nhasi

chavanevanhu

vamwe

vasina

nezvanoziba

panyaya

yechikoro

Rambai

muchindisimbisa

mwari

kuti

ndirambe

ndichiita

basa

iri

ramakandipa

mwari

wangu

hakusi

kungwara

kwangu

ishi

asi

rudo

rhwenyu

baba.

Zita

rangu

rinyorei

mubbuku

renyu

mwari

bvisai

satani

pedwe

neni

uyo

anondirongera

rufu

mwari

ngaazvirongere

ega

mwari

vanwe

vano

chiba

nzhimbo

asi

izhi

zvese

ndezvenyu

mwari.

Ndokumbira

ngoni

dzenyu

ishe

wangu

Vabbereki

handina

ishe

wangu

Jehovah

ndirongerei

nzhira

yakanaka

kuti

ndirarame

ndichukurumbizdaii

ishe

wangu

ishe

wangu

kana

ndaremerwa

ndichatarisa

kwamuri

mwaariii

trust

zvoma,

inzwi

renyu

mwari

ndinorinzwa

richisheedza

baba

ndoramba

ndirimwana

wenyu

More songs by mwanamonze Listen to songs created by others
FROBITS