Mwari
ndinotenda
Rudo
rwenyu
Zvandiri
nhasi
Ndimi
mwari
wangu
Pandakamuka
mangwanani
ndikatarisa
Ndakaona
ruoko
rwenyu
pandiri
simba
rangu
rinoita
kuti
ndifambe
Ndimi
munonditungamira
munzira
Kunyange
ndikatarisa
mberi
kwangu
zvichauya
mangwana
Asi
imi
munoziva
zvese
Ndizvo
zvinoita
kuti
ndivimbe
Mwari
ndinotenda
rudo
rwenyu
Mwakandichengeta
kusvika
pandiri
Ndipei
simba
nenzira
dzakanaka
Nekuti
pasina
imimi
handina
chekuita
Jehovah
dai
ndisiri
zvandiri
Ndimi
makandibata
ndikazara
nerudo
Rambai
muchindichengeta
Muupenyu
hwangu
hwese
ndimi
chete
Kunyange
miedzo
yakawanda
munyika
Muri
pamba
pangu
Handityi
zvakaipa
zvinouya
nenzira
Nekuti
ndinoziva
Kare
kure
kwandaibva
ndakazviona
Makandisimudza
pandakadonha
pasi
Handizombo
kanganwa
mabasa
enyu
Ndimi
mwari
wangu
wechokwadi
Mwari
ndinotenda
rudo
rwenyu
Tenzi
Mwakandichengeta
kusvika
pandiri
Ndipei
simba
nenzira
dzakanaka
Nekuti
pasina
imimi
handina
Jehovah
dai
ndisiri
zvandiri
Ndimi
makandibata
ndikazara
nerudo
Rambai
muchindichengeta
Tenzi
Muupenyu
hwangu
Ndimi
mberi
kwangu,
ndimi
shure
kwangu
Ndimi
denga
rangu,
ndimi
zvese
kwandiri
Handikwanisi
kufamba
ndega
Batai
ruoko
rwangu
Kana
zuva
radoka
ndichifunga
nezvenyu
Ndinoona
rudo
rwenyu
rwakakura
Hamundisiye
ndega
munguva
dzakaoma
Ndimi
mufudzi
anondipa
zororo
Zvese
zvandinazvo
zvibereko
Ndinokupai
mbiri
nekutenda
Tenzi
Kuti
ndirarame
ndichikushumirai
Ndipeiwo
njere
Mwari
ndinotenda
rudo
rwenyu
Tenzi
Mwakandichengeta
kusvika
pandiri
nhasi
Ndipei
simba
nenzira
dzakanaka
Nekuti
pasina
imimi
Jehovah
dai
ndisiri
zvandiri
Ndimi
makandibata
ndikazara
nerudo
Rambai
Rambai
muchindichengeta
Ndimi
Tenzi
Ndotenda
rudo
rwenyu
Mwari
ndinotenda